Rwendo rwemahuriro andaiita ndiri MuGweru Part four

SHANDUKO
Ndakazotora two days off pabasa (eheka ibasaka kuhura nhai) ndakarara ndisingabude mumba ndichita nurse kutsemurwa kwandainge ndaitwa ne maSuper Eagles aya. Ndakatora two days idzodzo ndichiisa ice mumheche umu kuti kumboti dzokei. Ice inoitisa beche kuti riite tight kune asingazvizivi, tight chaiyo kunge mwana abva kuzvarwa. Musanyeperwa kuti isai maLove drops kana mushonga wachibhoyi. Hameno zvenyu muchaita cancer. Ice chiororo amai. Thats all you need, take it from me. Zvakandipawo futi nguva yekumboita reflect on zvandaida muhupenyu. Ndakambochema ndichizvibvunza kuti kusvikira rini ndichiita basa iri? Ndaive ndaneta wena. Ndakazofara zvangu kuti pamari yandaive ndarova rwendo runo yaikwanisa kupedzisa imba yandaivakira mai vangu kuWaterfalls muHarare. Kwainge kwatongosara zvako ceiling chete.

Two days idzodzo yaive chance yekugadzirira vaRegular vandaiziva kuti vave neone month yese vasati vamboita turn up. Munhu aisiuya once in every two weeks, but handaiziva kuti hinindava kuti zii zii. Yaisambove nyaya yapeturo nekuti iye sandiye angaita dambudziko rakadaro. Kumufonera ndaive ndisingabvumidzwe nekuti zvaizomupinza pashinyazi naMadam vake. Saka ndaingo hopa kuti achauya chete.Uyu ndiye murume wandainyatsonzwa kuda. I loved him for real. And takange tangosanganawo zveaccident chaizvo. Saka ndiye aibvisa mari yerent yeflat yangu. He was very good with me. Ainge ari CEO weimwe marketing company muHarare. Yaive mhene chaiyo.

Aigara kuMandara muHarare zvake. Dzimai racho raive lawyer wemandiriri. Saka they were vanhu vehigh up there musociety. Well respected. Aitove nhengo inoremekedzwa kuGlad Tidings church muHarare, asi ainge asiri zvake Pastor. Isu zvedu vana Mytle taive tiri kumakumbo chaiko. Anyway, ndaiti ndikamuonaso, ndainyunguduka amai. Murume aive akasvika iyeiye. Ende ndaibva ndanyatsomuita pamber zvimwe zveshave chaizvo. I was missing him so much. Kusamuona kwandakaita the whole month zvaitondinetsa. Ndiye chete munhu aipinda munasave kunonwa nemhondoro! Nyololand! Ndiye ega wandaipa nyoro chete. Saka you can see how special he was. I was 100% sure kuti ari clean, and so I also stayed clean for him. Saka ndaivhoidha AIDS for his sake (and mine too).

I was not disappointed this time. Clayton akabva ati pfacha Saturday morning wena. Hakuzenge kufara ikoko. Munongozivavo zvinoita hana kana uchinge waona munhu waunoda. Achingoti kwede mumba kisi, kisi amai.Takakisana zvekutundisana chaizvo. Taiti tikatambisa marurimi edu mikanwa yakavharwa, tombonanzvana chete. Iweka iwe! Akazo sarondibata kuzasi ndatotota kare. Iye mboro zvino yaiita kunge ichabvarura bhurugwa. Ini beche raiita kudokwairira kuri kufarira nyorovhitaka kudya kwebeche. Ndainge ndafinwa necondom. Ndainyatsoida iri yese zvayo full time. And musi uyu ndakavhura mheche zvebasa, ndakasvirwa handidi kunyepa amai, sevanhu tainge tagarisa so.

Takazoti tarara zvedu takambundirana tambopedza first round ndipo paakanditaurira bomb chairo! Da bomb! Makobvu amai. Mazwi ake akandipedza simba, zve akandivhundutsa. Tadzoka zvakare kuinteractive learning. Iwe unofunga kuti akandiudza kuti chii? He? Ndaona wave nehusimbe hwekufunga manje. Waneta kuverenga nhai. Manje ukatodaro ndinoregedza kunyora kwacho tione kuti unozoipedzisa wega here nyaya yacho. Kuseka zvangu kani. Saka hatichamboitawo majokes here? Bhora pasi! Otherwise unoita Zvenyika Makonese wekugowesa own goal manje. Anyway, Clayton akandiudza kuti dzimai rake raive ramutiza kuenda kuNewZealand.

Apoka apo! Aive azomutumira divorce via e-mail mudhara! Ini zvangu ini. Saka all this month ainge achigadzirisa kuti vaite finalise divorce yacho. Zvino, ya-a zvino Clayton aive atove prepared kuti ini, yes, ini Mytle ndisiye basa rangu muGweru ndosunga twangu ndimutevere. Eheka amai. Kutopinda mumba chaimo ini Mytle mwana waMakombame. Akange aita weigh zvese zvekuti ndiri pfambi yamakoko asi to him it was nothing. Ainge achibeliver kuti I have the potential to change and marriage was what I needed for me to change. Iwe kani iwe. Ko zvamusiri kufara amai? Asi mave kundiitira jairosi kanhi? Hamunyare. Saka munofunga kuti hure hariroorwe nhai? Ndiwo masteriotype atisingade iwayo. Ndichanyorera amai Mujuru kuti vaite educate vanhu kuti varespectewo mahure sezvo ritori basa amai. Tinotodawo Bill rinotiprotecter, ndisingave zvangu pedantic about it, Bill iroro rikanyatsoitirwa research rinogona kuzoita futi address issue yeAIDS I tell you.

Hapana chandakataura chakakwanisa kuti Clayton achinje mind yake. After a week everything was finalised and ndakati bye bye Gweru ndonanga Harare. KuHarare takasvikogara life yakwabhoo bhooo amai. Zvechihure ndakabva ndasvipa pasi kuti imbwa yambuya vangu Marujata inhonge. Clayton aisanwa doro saka ini ndakabva ndazviregawo. Ndakasvikopinda mu 4 bedroomed house sekuru. Mamaids 2 nadriver wekundiendesa kwandaida. Vese nagardener ndakakumbira kuti vave ma female since ndaisada zvangu kuzvipinza mumuedzo. With time ndakazosara ne1 maid chete nagardener since ndaive ndichizviitira mabasa ese epamba ndega ndichishenera Clay wangu,zve ndaive ndotozvidrivira ndega zvangu.

Rags to richies ka amai. Clay akabva atondiita register kuPoly kuti nditange kuita course yangu yeHair Dressing, hanzi ndoda kukuvhurira Saloon yako wega. Saka ndaive ndatodzoka kwaTsambe full time. To tell the truth zvakambonditi rwadzei kugamburisa nemunhu one chete but with time ndakazongojairira. Haa- a taidanana amai. Zvandaimuitira pazuva rega rega imi mave kutozviziva saka I leave it to your imagination. Chiro chairohwa daily! After some 6 months Clayton akati taifanira kuchata kuChurch kwake saka zvaive nani kuti titange kuenda tese kuchurch ikoko. Every Sunday Clayton aisarovha kuchurch, sezvo ndambotaura kuti aipinda kuGlad Tidings and was well respected ikoko. Saka ndakamuti zvaive zvakakodzera zveshuwa kuti ndichitangewo kuita participate muchurch semunhu ainge asiya mabasa ake erima.

And for sure handina musi wandakambodemba life yangu yakare musix months dzandakange ndaroorwa. Takazotanga kuenda kuchurch zvakatopenga amai. Kwaifamba manje, tichitoendazve every Thursday night kumaBible lessons kuti ini ndinyatsodzidza zvakakwana. Maservice ekuchurch aindinakidza. Chandaifarira ndechekuti vanhu vese vaindirespecter vachiti mai Karakaza, hapana aimboziva nezvehupenyu hwangu hwakare. Iniwo ndaibva ndanyatotsigawoso. MaPastor aiparidza for the first three months vaichinjana vachiitira kucover Pastor vakuru vaive vakaenda kuStates kuCruisade yekuparidza ikoko. Congregation yese yakaita manyoka apo yakanzwa kuti Hurrican Katrina yarova New Orleans nekuti ndiko chaiko kwakange kwaenda Pastor. Vakatozopona nekusura apo vakanzwa kuti Katrina akazosara orova ivo vatobva.